Kunze Kwadoka Songtext - Oliver Mtukudzi

Kunze Kwadoka - Oliver Mtukudzi

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?

Perekedza mwana zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza Sheri iyo zuravira kundze kwadoka

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
Nhai mwana wanga unani? uripi?

Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza bhebhi iro zuva ravira kundze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga uripoko zuva ravira kundze kwadoka
Mai vanoti mwana wangu wanga unaniko zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kundze kwadoka

Ndamba kuudzwa yaka onekwa nembonje, zuva ravira kundze kwadoka
Ndamba kuudzwa yakaonekwa nembonje, zuva ravira kunze kwadoka
Perekedza mwana, perekedza mwana iwe zuva ravira kundze kwadoka
Perekedza mwanasikana, perekedza mwana uyu zuva ravira kundze kwadoka

Nhai mwana wanga uripi? Unani?
zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? uripi?
zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga uripi? Unani?
zuva ravira kundze kwadoka
Nhai mwana wanga unani? uripi?
zuravira kunze kwadoka


Video: Kunze Kwadoka von Oliver Mtukudzi

Teilen

Zeige deinen Freunden, dass dir Kunze Kwadoka von Oliver Mtukudzi gefällt:

Kommentare