Izere Mhepo
Quelle: Spotify
Wangu mwana akaenda maRimuka
Dangwe rangu riye riri maRimuka
KuLondon
Gotwe rakaenda kwaro
Mumvana akaenda kumwe
Gotwe rakaenda kwaro
Mumvana akaenda kumwe
Aaha
Kuenda maRimoka kuendera tuh vana ava
Kuenda maRimuka kuendera tuh kuAmerica
Ndasara sure sare
Kusara vakaringe nzira
Tasara sure sare, kusara takaringe nzira
Nhava izere mhepo
(Fume nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo
mukoma kani
(kumagumo nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo
(fume nhava izere mhepo) Nhava izere mhepo mukoma kani
(kumagumo nhava izere mhepo)
Ari marimuka uye ofondoka
Hakuna achaziva marimuka idikita
Ndangariro dzeari marimuka, dura rangu razara
Ndasara sure sare kukura nemusana
Nhava izere mhepo
(fume nhava izere mhepo)
nhava izere mhepo mukoma kani
(kumagumo nhava izere mhepo)
Nhava izere mhepo
(fume nhava izere mhrpo)
Zeige deinen Freunden, dass dir Izere Mhepo von Oliver Mtukudzi gefällt:
Kommentare